Isaya 61:8
Isaya 61:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti ini Jehovha ndinoda zvakarurama, ndinovenga kupamba pamwechete nezvakaipa; ndichaviripira zvirokwazvo, uye ndichaita sungano isingaperi navo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 61Isaya 61:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
“Ndinodaro nokuti ini Tenzi ndinoda ruenzaniso, zvokupamba vanhu ndinozvivenga, ndinovengawo zvokuita zvakaipa. Ndichavapa mubayiro wavo chaivo, ndichaita chitenderano navo chokugara nokugara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 61Isaya 61:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Nokuti ini, Jehovha, ndinoda kururamisira; ndinovenga kupamba nezvakaipa. Mukutendeka kwangu, ndichavapa mubayiro uye ndichaita sungano isingaperi navo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 61Isaya 61:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Ndinodaro nokuti ini Tenzi ndinoda ruenzaniso, zvokupamba vanhu ndinozvivenga, ndinovengawo zvokuita zvakaipa. Ndichavapa mubayiro wavo chaivo, ndichaita chitenderano navo chokugara nokugara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 61