Isaya 64:4
Isaya 64:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kubva panguva dzekare hakuna munhu akanzwa, hakuna nzeve yakanzwisisa, hakuna ziso rakaona mumwe Mwari kunze kwenyu, anobatsira avo vanomumirira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 64Isaya 64:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti kubva panguva yakare vanhu havana kunzwa, kana kunzwisisa nenzeve, kunyange neziso harina kuona Mwari kunze kwenyu, iye anobatira vanomumirira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 64Isaya 64:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kubvira pasichigare hazvina kumbonzwika kana kupinda munhu munzeve kunyange ziso zvaro rati ramboona mumwe Mwari kunze kwenyu imimi, anoitira zvakadai vanotarisira kwaari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 64