Isaya 64:6
Isaya 64:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Isu tose tafanana nousina kuchena, uye mabasa edu ose okururama afanana namamvemve enguo dzine tsvina; isu tose tinooma seshizha, semhepo zvivi zvedu zvinotitsvairira kure.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 64Isaya 64:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti isu tose tava soune tsvina, kururama kwedu kwose kwafanana nenguo ine tsvina; isu tose tinooma seshizha, zvakaipa zvedu zvinotibvisa semhepo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 64Isaya 64:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tose zvedu isu, tangova somunhu akan'ora. Zvose zvazvo zvoururami zvatakaita zvava kunge hanzu dzakatindivara. Tose tabhuruvara seshizha. Zvino uipi hwedu uhu hunotipupurutsa semhepo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 64