Isaya 65:19
Isaya 65:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndichapembera pamusoro peJerusarema, uye ndichafarira vanhu vangu; maungira okuchema kana kurira haachazonzwikwazve imomo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 65Isaya 65:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Ndichafarira Jerusaremu, nokuva nomufaro pamusoro pavanhu vangu; mukati maro hamuchazonzwiki izwi rokuchema, kana izwi rokuridza mhere.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 65Isaya 65:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ini ndichafarira Jerusaremu vanhu vangu ndichivafarira. Mariri hamuzonzwika izwi rokuchema kana kuridza mhere.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 65