Isaya 65:23
Isaya 65:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Havachazoshandira pasina kana kubereka vana vanoparadzwa; nokuti vachava vanhu vakaropafadzwa naJehovha, ivo nezvizvarwa zvavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 65Isaya 65:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Havangabatiri zvisina maturo, kana kubereka vana vachakurumidza kuparadzwa; nokuti ndivo vana vavakaropafadzwa naJehovha, zvibereko zvavo zvichagara navo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 65Isaya 65:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Havasi kuzomboshandira pasina kana kuberekera vana vavo nhamo nokuti ivo nevana vavo vanenge vari vana vaTenzi, nyakurumbidzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 65