Isaya 66:13
Isaya 66:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Samai vanonyaradza mwana wavo, saizvozvo ndichakunyaradzai; uye muchanyaradzwa pamusoro peJerusarema.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 66Isaya 66:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Somunhu anovaraidzwa namai vake, saizvozvo ndichakuvaraidzai; muchavaraidzwa paJerusaremu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 66Isaya 66:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Semwana ari kunyaradzwa naamai vake ndokunyaradza kwandichakuitawo imi. Muchanyaradzwa muri muJerusaremu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 66