Isaya 66:22
Isaya 66:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Nokuti sezvakaita matenga matsva nenyika itsva zvandinoita zvichazogara pamberi pangu,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “saizvozvo zita renyu nezvizvarwa zvenyu zvichagara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 66Isaya 66:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti denga idzva nenyika itsva, zvandichaita sezvichagara zviripo pamberi pangu, saizvozvo rudzi rwako nezita rako zvichagara zviripo ndizvo zvinotaura Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 66Isaya 66:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Ndinodaro nokuti sezvazvichangoita kuti denga idzva nenyika itsva zvandichasika zvicharamba zviri pandiri. Ndizvo zviri kutaura Tenzi, ndozvichangoitawo zvizvarwa zvenyu nezita renyu zvicharamba zvichingovapo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 66