Isaya 7:14
Isaya 7:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo Jehovha pachake achakupai chiratidzo: Mhandara ichava nemimba uye ichabereka mwanakomana igomutumidza kuti Imanueri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 7Isaya 7:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo Ishe amene achakupai chiratidzo. Tarirai, mhandara ichava napamuviri, ichabereka mwanakomana, ichamutumidza Imanueri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 7Isaya 7:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo Tenzi pachavo ndivo vachakupai chiratidzo. Chiteererai munzwe, mhandara yava napamuviri ichabereka mwana mukomana waichatumidza zita rokuti Imanueri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 7