Isaya 8:12
Isaya 8:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
“Zvose zvinenge zvichinzi navanhu ivava ibangano, usazviti ibangano, zvavanotya, usazvitye kana kuva mbwende.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 8Isaya 8:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Musati irangano zvinhu zvose zvinonzi navanhu ava irangano; musatya zvavanotya, musazvivhunduka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 8Isaya 8:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Musati, “Irangano, pamusoro pezvose zvinonzi navanhu ava, irangano; uye musatya zvavanotya, kana kuvhunduka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 8