Jakobho 1:17
Jakobho 1:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Chipo chose chakanaka uye chakakwana chinobva kumusoro kudenga, chinoburuka chichibva kuna Baba wezviedza zvokudenga, asingashanduki semimvuri inopinduka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1Jakobho 1:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvipo zvose zvakanaka nezvipiwa zvose zvakakwana zvinobva kumusoro, zvichiburuka kuna Baba vezviedza, uyo asina kupinduka kana mumvuri wokushanduka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1Jakobho 1:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chinhu chose chine munhu chakanaka nechipo chose chakaruramisisa chinobva kudenga kuna Baba vezviedza vasina mupindu kana mumvuri zvawo wokusanduka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1