Jakobho 1:19
Jakobho 1:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hama dzangu dzinodikanwa, cherechedzai izvi: Munhu mumwe nomumwe anofanira kukurumidza kunzwa, kunonoka kutaura nokunonoka kutsamwa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1Jakobho 1:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Munozviziva henyu izvozvi, hama dzangu dzinodikanwa. Asi munhu mumwe nomumwe ngaakurumidze kunzwa, anonoke kutaura, anonoke kutsamwa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1Jakobho 1:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zivai izvi hama dzangu dzadiwa zvokuti munhu wose ngaakurumidze zvake kunzwa asi ave anononoka kutaura uye ave anonoka kushatirwa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1