Jakobho 1:20 - Enzanisa Shanduro Dzose
Jakobho 1:20 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti kutsamwa kwomunhu hakuuyisi upenyu hwakarurama hunodikanwa naMwari.
Pakurirana nevamwe
Jakobho 1 BDSCJakobho 1:20 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti kutsamwa kwomunhu hakuiti kururama kwaMwari.
Pakurirana nevamwe
Jakobho 1 SNA2002Jakobho 1:20 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
nokuti kutsamŋa kwomunhu hakuiti kururama kwaMŋari.
Pakurirana nevamwe
Jakobho 1 SUB1949Jakobho 1:20 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti kushatirwa kwomunhu hakubatsiri kuti mugariro wohumwari wakarurama uitwe.
Pakurirana nevamwe
Jakobho 1 SCLBJakobho 1:20 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
nokuti kushatirwa kwomunhu hakubatsiri kuti mugariro wohumwari wakarurama uitwe.
Pakurirana nevamwe
Jakobho 1 SCLBD