Jakobho 1:22
Jakobho 1:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Musangova vanzwi veshoko bedzi, uye nokudaro muchizvinyengera. Itai zvarinoreva.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1Jakobho 1:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi ivai vaiti veshoko, musava vanzwi voga, muchizvinyengera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1Jakobho 1:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo ivai vaiti vezvinorehwa neshoko kwete vanzwi chete muchizvinyengedza
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1