Jakobho 1:27
Jakobho 1:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kunamata kunodikanwa naMwari Baba vedu kwakachena, uye kusina chakungapomerwa ndokuku: kuchengeta nherera nechirikadzi mukutambudzika kwavo uye nokuzvichengeta kuti urege kusvibiswa nenyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1Jakobho 1:27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kunamata, kwakarurama, kusina mhosva pamberi paMwari wedu naBaba, ndiko kufambira nherera nechirikadzi mukutambudzika kwavo, nokuzvichengeta, kuti arege kusvibiswa nenyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1Jakobho 1:27 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Unamati hwakanyatsoti tsvikiti husina kusvibiswa pamberi paMwari naBaba, ndohuhu: kushanyira nherera nechirikadzi munhamo dzadzo uye kuzvibata usingasvibiswi nenyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1