Jakobho 1:4
Jakobho 1:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kutsungirira kunofanira kupedza basa rako kuitira kuti imi mukure uye muve vakakwana, musingashayiwi chinhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1Jakobho 1:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi kutsungirira ngakuve nebasa rakakwaniswa, kuti mukwane, mururame kwazvo, musingashayiwi chinhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1Jakobho 1:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kutirira ngakuve kwakaperera kuti muve vanhu vakakwana vanezenge vasina chavasina.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1