Jakobho 3:1
Jakobho 3:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vazhinji venyu havafaniri kuva vadzidzisi, hama dzangu, nokuti munoziva kuti isu tinodzidzisa tichatongwa zvikuru.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 3Jakobho 3:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Hama dzangu, musava vadzidzisi vazhinji, zvamunoziva kuti tichatongwa nokupfuurisa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 3Jakobho 3:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hama dzangu, vazhinji venyu ngavarege kuva vadzidzisi nokuti munoziva kuti isu tinodzidzisa tichatongwa zvakatonyanya kuomarara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 3