Jakobho 3:17
Jakobho 3:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi uchenjeri hunobva kudenga pakutanga kwezvose, hwakachena; uye hunofarira rugare, hune hanya, hunozviisa pasi, huzere nengoni uye hune zvibereko zvakanaka, hahutsauri vamwe uye hwakatendeka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 3Jakobho 3:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi kuchenjera, kunobva kumusoro, zvikuru kwakachena, uye kunorugare, kunyoro, kunoteerera, kuzere nengoni nezvibereko zvakanaka, kusingatsauri kusinganyengeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 3Jakobho 3:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi ungwaru hunobva kudenga, pokutanga hutsvene kwouya kuti ndehwerugare nemwoyo murefu, hunonzwisisa, uye huzere tsitsi, hune michero yakanaka husina chinokahadzisa kana chinonyengedza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 3