Jakobho 3:8
Jakobho 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
asi hakuna munhu anogona kupingudza rurimi. Ndirwo chinhu chakaipa chisingazorori, chizere nomuchetura unouraya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 3Jakobho 3:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
asi hakuna munhu angapingudza rurimi; ndicho chinhu chakaipa chinoshanduka-shanduka, chizere nomuti unouraya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 3Jakobho 3:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi hapana munhu anogona kupingudza rurimi, rwakaipa uye haruna parwo uyezve rune chepfu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 3