Jakobho 3:9-10
Jakobho 3:9-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Narwo tinorumbidza Ishe wedu naBaba vedu, uye narwo tinotuka vanhu, vakaitwa nomufananidzo waMwari. Mumuromo mumwe chete imomo munobuda kurumbidza nokutuka. Hama dzangu, hazvifaniri kudaro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 3Jakobho 3:9-10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Narwo tinorumbidza Ishe Baba; narwo tinotuka vanhu, vakaitwa nomufananidzo waMwari; mumuromo mumwe munobva kurumbidza nokutuka. Hama dzangu, hatifaniri kudaro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 3Jakobho 3:9-10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tinorumbidza narwo Tenzi naBaba uye narwo tinorengerera vanhu rushambwa, vanhu vakasikwa vakafanana naMwari. Mukanwa mumwechetemo munobuda chikomborero nokurengerera rushambwa. Hama dzangu hazvifaniri kudaro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 3