Jakobho 4:14
Jakobho 4:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
asi zvamangwana musingambozviziva? Upenyu hwenyu chii? Nokuti muri mhute inongooneka kwechinguva yobva yanyangarika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 4Jakobho 4:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi, imi hamutongozivi zvichaitika mangwana. Upenyu hwenyu chiiko? Muri mhute inoonekwa nguva duku uye ipapo yonyangarika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 4Jakobho 4:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
imi musingazivi zvamangwana. Upenyu hwenyu chinyiko? Nokuti muri mhute, inoonekwa nguva duku, ndokunyangarika.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 4