Jakobho 4:4
Jakobho 4:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Imi vanhu voupombwe, hamuzivi kuti ushamwari nenyika hunovengana naMwari here? Ani naani anosarudza kushamwaridzana nenyika anova muvengi waMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 4Jakobho 4:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Imi voutere, hamuzivi here kuti ushamwari hwenyika hunovengana naMwari? Naizvozvo mumwe nomumwe, anoda kuva shamwari yenyika, anozviita muvengi waMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 4Jakobho 4:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vanhu vasingatendeki! Hamuzivi here kuti kushamwaridzana nenyika kunoita kuti muvengane naMwari? Naizvozvo munhu anoda kuva shamwari yenyika anozviita mhandu yaMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 4