Jakobho 5:20
Jakobho 5:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
murangarire izvi kuti: Ani naani anodzora mutadzi kubva panzira yokudarika kwake, achamuponesa kubva parufu uye achafukidza zvivi zvizhinji.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 5Jakobho 5:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
ngaazive kuti anodzora mutadzi panzira yokutsauka kwake, uchaponesa mweya parufu nokufukidza zvivi zvizhinji.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 5Jakobho 5:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
ngaazive kuti ani nani anodzora mutadzi mukurasika kwake gwara achaponesa mweya wake kurufu uye zvitadzo zvizhinji zvichafukidzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 5