Vatongi 16:28
Vatongi 16:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Samusoni akanyengetera kuna Jehovha akati, “Haiwa Ishe Jehovha, ndirangarirei. Imi Mwari, ndapota hangu, ndisimbisei henyu nguva ino bedzi, uye nditenderei kamwe chete kuti nditsive vaFiristia nokuda kwameso angu maviri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 16Vatongi 16:28 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Samusoni akadana kuna Jehovha akati, “Ishe Mwari, ndirangarirei henyu, ndisimbisei henyu nguva ino bedzi, imi Mwari, nditsivirwe meso angu maviri kuvaFirisitia.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 16Vatongi 16:28 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ipapo Samusoni akachema kuna Tenzi achiti, “Tenzi Mwari, ndiyeukeiwo, ndateterera mundisimbisewo kwanhasi uno chete Mwari, ndapota zvangu ndibve ndangotsividza kamwechete vaFirisitia maziso angu ari maviri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 16