Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Vatongi 5:22 - Enzanisa Shanduro Dzose

Vatongi 5:22 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ipapo mahwanda amabhiza akatinhira, kumhanya, kumhanya kwoune simba.

Pakurirana nevamwe
Vatongi 5 BDSC

Vatongi 5:22 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Nguva iyo makumbo amabhiza akarovera pasi Nokumhanya, kuri kumhanya kwavakasimba.

Pakurirana nevamwe
Vatongi 5 SNA2002

Vatongi 5:22 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ŋguʋa iyo makumbo amabiza akaroʋera pasi Nokumhanya, kuri kumhanya kwaʋakasimba.

Pakurirana nevamwe
Vatongi 5 SUB1949

Vatongi 5:22 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Mabhiza akaridza pasi pakatinhira, nokukakatika orimbinyuka mabhiza ehondo.

Pakurirana nevamwe
Vatongi 5 SCLB

Vatongi 5:22 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Mabhiza akaridza pasi pakatinhira, nokukakatika orimbinyuka mabhiza ehondo.

Pakurirana nevamwe
Vatongi 5 SCLBD