Vatongi 7:2
Vatongi 7:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akataurira Gidheoni achiti, “Vanhu vaunavo vakawandisa kuti ndiise vaMidhiani mumaoko enyu nokuti vaIsiraeri vangazozvizuwidza vachiti, ‘Takazvinunura nesimba redu isu pachedu.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 7Vatongi 7:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Tenzi akataurira Gidheoni achiti, “Vanhu vaunavo vakawandisa kuti ndiise vaMidhiani mumaoko enyu nokuti vaIsiraeri vangazozvizuwidza vachiti, ‘Takazvinunura nesimba redu isu pachedu.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 7Vatongi 7:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha akati kuna Gidheoni, “Varume vaunavo vakawandisa kuti ini ndiise vaMidhiani mumaoko avo. Kuti vaIsraeri varege kuzvikudza pamberi pangu vachiti, simba ravo ndiro ravaponesa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 7