Jeremia 10:23
Jeremia 10:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Haiwa Jehovha, ndinoziva kuti upenyu hwomunhu hahusi hwake; hazvizi kumunhu kuti aruramise nzira dzake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 10Jeremia 10:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Haiwa, Jehovha, ndinoziva kuti nzira yomunhu haizi yake amene; munhu, unofamba, haagoni kururamisa nhano dzake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 10Jeremia 10:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nhai Tenzi! Inga ndinoziva wani kuti munhu haasiri iye pachake anozvirongera gwara rokufamba naro, uye kuti pakufamba munhu haasiri iye anozvitungamirira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 10