Jeremia 11:20
Jeremia 11:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi imi Jehovha Wamasimba Ose, iyemi munotonga nokururama, uye munoedza mwoyo nendangariro, ngandione kutsiva kwenyu pamusoro pavo, nokuti ndakaisa mhaka yangu kwamuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 11Jeremia 11:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi imi Jehovha wehondo, imi munotonga zvakarurama, munoidza itsvo nomwoyo, ndichaona kutsiva kwenyu kwavari, nokuti ndakakuzarurirai mhaka yangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 11Jeremia 11:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Zvino, imi Tenzi; wehondo nehondo munotonga zvakarurama imi munoongorora zviri mumwoyo nomupfungwa dzomunhu dai waro mukaita kuti ndione kuvatsividza kwamunoita nokuti ndakaisa kwamuri zvinondinetsa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 11