Jeremia 13:10
Jeremia 13:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vanhu ava vakaipa, vanoramba kunzwa mashoko angu, vanotevera kusindimara kwemwoyo yavo uye vanoenda kuna vamwe vamwari kuti vavashumire uye vavanamate, vachafanana nebhanhire iri, risingabatsiri chose!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 13Jeremia 13:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vanhu ava vakaipa, vanoramba kunzwa mashoko angu, vanofamba nohukukutu hwemwoyo yavo, vakatevera vamwe vamwari kuti vavashumire nokuvanamata, vachafanana nebhanhire iri, risina basa chose.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 13Jeremia 13:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vanhu vakaipa ivava ava, vanoramba kunzwa zvandinotaura vanoita zvavo musikanzwa vachiita zvomusoro wavo. Vava kushandira vamwe vamwari vachivanamata vachaita sejira irori iri risisina basa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 13