Jeremia 14:22
Jeremia 14:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ko, pazvifananidzo zvisina maturo zvendudzi, chiripo chinganayisa mvura here? Ko, matenga, anonayisa mvura oga here? Kwete, ndimi, iyemi Jehovha Mwari wedu. Naizvozvo tariro yedu iri mamuri, nokuti ndimi moga munoita izvi zvose.
Jeremia 14:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Varipo here pakati pavamwari vasina maturo vavahedheni vanganisa mvura? Denga ringanisa mvura here? Hamuzimi here, imi Jehovha Mwari wedu? Naizvozvo tichakumirirai, nokuti ndimi makaita zvinhu izvi zvose.”
Jeremia 14:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuna vanaani chaizvo pakati pavana mwari vasina maturo vokumarudzi avanhu angagone kunayisa mvura? Kana iwo matenga zvawo angagone nhai kunayisa mvura? Handiti ndimi iyemi Tenzi, Mwari wedu? Chitarisiro chedu tinochiisa mamuri nokuti ndimi munoita zvose izvozvi.
Jeremia 14:22 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ʋaripo here pakati paʋamŋari ʋasinamaturo ʋaʋahedeni ʋaŋganisa mvura? Ƌeŋga riŋganisa mvura here? Hamuzimi here, imi Jehova Mŋari weɗu? Naiɀoɀo ticakumirirai, nokuti ndimi makaita ɀinhu iɀi ɀose.
Jeremia 14:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)