Jeremia 17:10
Jeremia 17:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Ini Jehovha ndinonzvera mwoyo uye ndinoedza ndangariro, kuti ndipe munhu zvakaringana namafambiro ake, uye zvakafanira mabasa ake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 17Jeremia 17:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ini Jehovha, ndinonzvera mwoyo, ndinoidza itsvo, kuti ndipe mumwe nomumwe zvakafanira mugarire wake, uye zvakafanira zvibereko zvamabasa ake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 17Jeremia 17:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ini Tenzi ndinoongorora mwoyo ndichipenengura pfungwa dzomunhu kuti ndipe munhu wose maererano nomugariro wake, uye maererano nezviito zvake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 17