Jeremia 17:9
Jeremia 17:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwoyo unonyengera kupfuura zvinhu zvose, uye wakaora chose. Ndiani angauziva?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 17Jeremia 17:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwoyo unonyengera kupfuura zvinhu zvose, wakaora chose, ndiani ungauziva?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 17Jeremia 17:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Mwoyo unonyengedza kupfuura zvinhu zvose zvazvo uye wakaora nouipi ndiani angaunzwisise husingarapiki.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 17