Jeremia 18:9-10
Jeremia 18:9-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye kana pane imwe nguva ndikazivisa kuti rudzi kana ushe zvivakwe uye zvisimwe, uye kana rukaita zvakaipa pamberi pangu uye rukasanditeerera, ipapo ndicharangarirazve zvakanaka zvandakanga ndichida kuruitira.
Jeremia 18:9-10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Uye nenguva yandichataura pamusoro porudzi rwavanhu, napamusoro poushe, kuti ndicharuvaka nokurusima; kana vakaita zvinhu zvakaipa pamberi pangu, vakasaterera inzwi rangu, ipapo ndichazvidemba pamusoro pezvakanaka zvandakanga ndichiti ndichavaitira.’
Jeremia 18:9-10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Uyewo nguva yose zvayo yandinenge ndatemera rumwe rudzi rwavanhu kana imwe nyika kuti ndichaivaka ndigoisima, kana rudzi rwacho irworwo rukaita zvakaipa ruchirega kuteerera izwi rangu, ini ndinobva ndasandukawo ndorega kuruitira zvakanaka zvandakanga ndaronga kuruitira.
Jeremia 18:9-10 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ʋuye neŋguʋa yandicataura pamsoro porudzi rwaʋanhu, napamsoro poʋushe, kuti ndicaruʋaka nokurusima; kana ʋakaita ɀinhu ɀakaipa pamberi paŋgu, ʋakasaterera inzwi raŋgu, ipapo ndicaɀiɗemba pamsoro peɀakanaka ɀandakaŋga ndiciti ndicaʋaitira.
Jeremia 18:9-10 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)