Jeremia 23:24
Jeremia 23:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pano munhu angavanda, panzvimbo dzakavanzika zvokuti handingamuoni here?” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Ko, handizadzi denga nenyika here?” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 23Jeremia 23:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ko munhu uripo ungavanda panzvimbo dzisingazikanwi, ini ndikasamuona here? Ndizvo zvinotaura Jehovha. Ko ini handizadzi denga nenyika here? Ndizvo zvinotaura Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 23Jeremia 23:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iye munhu angagone nhai kubva ahwanda munzvimbo dzokuvanda zvokubva ndatadza kumuona? Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Handiti ini ndinozadza denga nenyika here? Ndizvo zviri kutaura Tenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 23