Jeremia 38:20
Jeremia 38:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jeremia akati kwaari, “Havangakuisiyi kwavari. Teererai Jehovha nokuita zvandakuudzai. Ipapo zvichakunakirai imi, uye upenyu hwenyu huchararamiswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 38Jeremia 38:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi Jeremiya wakati, “Havangakusiyi kwavari. Chitererai henyu inzwi raJehovha, sezvandinokuudzai; ipapo muchava nomufaro, nomweya wenyu uchararama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 38Jeremia 38:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jeremiya ndokuti, “Hamusi kuzoiswa mumaoko mavo! Chingoteererai zvenyu izwi raTenzi pane zvandiri kukutaurirai kuitira kuti zvikunakirei. Uye muchasiyiwa muri mupenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 38