Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jeremia 4:18 - Enzanisa Shanduro Dzose

Jeremia 4:18 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“Tsika dzako namabasa ako ndizvo zvauyisa izvi pamusoro pako. Ichi ndicho chirango chako. Haiwa, zvinovava sei! Haiwa, zvinobaya sei mwoyo!”

Pakurirana nevamwe
Jeremia 4 BDSC

Jeremia 4:18 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Mufambire wako nezvawakaita ndizvo zvakakuyisira zvinhu izvi; ndiko kutadza kwako; nokuti zvinovava, nokuti zvinosvikira kumwoyo wangu.

Pakurirana nevamwe
Jeremia 4 SNA2002

Jeremia 4:18 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Mufambire wako neɀawakaita ndiɀo ɀakakuʋuyisira ɀinhu iɀi; ndiko kutadza kwako; nokuti ɀinoʋaʋa, nokuti ɀinoȿikira kumŋoyo waŋgu.

Pakurirana nevamwe
Jeremia 4 SUB1949

Jeremia 4:18 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Nzira dzako namaitiro ako ndozvakupfukira, ndokupera kwako ikoku. Zvinorwadza zvakusvika pamwoyo chaipo.

Pakurirana nevamwe
Jeremia 4 SCLB

Jeremia 4:18 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Nzira dzako namaitiro ako ndozvakupfukira, ndokupera kwako ikoku. Zvinorwadza zvakusvika pamwoyo chaipo.

Pakurirana nevamwe
Jeremia 4 SCLBD