Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jeremia 43:11 - Enzanisa Shanduro Dzose

Jeremia 43:11 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Achauya agorwisa Ijipiti, achivigira rufu kuna avo vakatongerwa rufu, kutapwa kuna vakatongerwa utapwa, nomunondo kuna avo vakatongerwa munondo.

Pakurirana nevamwe
Jeremia 43 BDSC

Jeremia 43:11 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Uchauya achirova nyika yeIjipiti; vakafanira rufu vachaiswa kurufu, vakafanira kutapwa vachaiswa kukutapwa, vakafanira munondo vachaiswa kumunondo.

Pakurirana nevamwe
Jeremia 43 SNA2002

Jeremia 43:11 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ucaʋuya aciroʋa nyika yeEgipita; ʋakafanira rufu ʋacaiswa kurufu, ʋakafanira kutapxa ʋacaiswa kukutapxa, ʋakafanira munondo ʋacaiswa kumunondo.

Pakurirana nevamwe
Jeremia 43 SUB1949

Jeremia 43:11 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Achasvikorova nyika yeIjipiti achipinza vakatemerwa denda kudenga vakatemerwa utapwa kuutapwa nokuuraisa nebakatwa vakatemerwa kurufu rwebakatwa.

Pakurirana nevamwe
Jeremia 43 SCLB

Jeremia 43:11 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Achasvikorova nyika yeIjipiti achipinza vakatemerwa denda kudenga vakatemerwa utapwa kuutapwa nokuuraisa nebakatwa vakatemerwa kurufu rwebakatwa.

Pakurirana nevamwe
Jeremia 43 SCLBD