Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jeremia 6:10 - Enzanisa Shanduro Dzose

Jeremia 6:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ndingataura naaniko wandingayambira? Ndianiko achandinzwa? Nzeve dzavo dzakadzivirwa kuti varege kunzwa. Shoko raJehovha chigumbuso kwavari; havawani mufaro mariri.

Pakurirana nevamwe
Jeremia 6 BDSC

Jeremia 6:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ndichataura nani nokuvapupurira vanzwe? Tarirai, nzeve dzavo hadzina kudzingiswa, havagoni kunzwa; tariai, shoko raJehovha rava kwavari chinhu chinodadirwa, havarifariri.

Pakurirana nevamwe
Jeremia 6 SNA2002

Jeremia 6:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ndicataura nani nokuʋapupurira ʋanzwe? Tarirai, nzeʋe dzaʋo hadzina‐kudziŋgiswa, haʋagoni kunzwa; tarirai, shoko raJehova raʋa kwaʋari cinhu cinoɗaɗirwa, haʋarifariri.

Pakurirana nevamwe
Jeremia 6 SUB1949

Jeremia 6:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Ndiani chaizvo wandingataurire ndichiyambira kuti vanzwe? Hezvi nzeve dzavo dzakadzivira, havanzwi. Zvamunoona, kwavari ivo, shoko raTenzi rangova chinhu chinoshoreka, havachamborifarirai

Pakurirana nevamwe
Jeremia 6 SCLB

Jeremia 6:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Ndiani chaizvo wandingataurire ndichiyambira kuti vanzwe? Hezvi nzeve dzavo dzakadzivira, havanzwi. Zvamunoona, kwavari ivo, shoko raTenzi rangova chinhu chinoshoreka, havachamborifarirai

Pakurirana nevamwe
Jeremia 6 SCLBD