Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jeremia 6:16 - Enzanisa Shanduro Dzose

Jeremia 6:16 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Zvanzi naJehovha: “Mirai pamharadzano dzenzira muone; mubvunze nzira dzekare, mubvunze kune nzira yakanaka, mugofamba mairi, ipapo muchawana zororo remweya yenyu. Asi imi makati, ‘Hatizofambi mairi.’

Pakurirana nevamwe
Jeremia 6 BDSC

Jeremia 6:16 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvanzi naJehovha, “Mirai panzira, muwone; bvunzai nzira dzakare, kuti nzira yakanaka ndeipi; mufambe mairi, mugowanira mweya yenyu zoro;” asi vakati, “Hatidi kufamba mairi.”

Pakurirana nevamwe
Jeremia 6 SNA2002

Jeremia 6:16 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀanzi naJehova: Mirai panzira, muʋone; bvunzai nzira dzakare, kuti nzira yakanaka ndeipi; mufambe mairi, mugowanira mŋeya yenyu zororo; asi ʋakati: Hatiɗi kufamba mairi.

Pakurirana nevamwe
Jeremia 6 SUB1949

Jeremia 6:16 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Zvanzi naTenzi, “Mirai pamhararano munyatsotarisa, mubvunzisise nezvenzira dzakare kuti gwara rakanaka nderipi mufambe naro muzviwanire zororo.” Asi ivo vakatoti, “Hatidi kufamba mariri.”

Pakurirana nevamwe
Jeremia 6 SCLB

Jeremia 6:16 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Zvanzi naTenzi, “Mirai pamhararano munyatsotarisa, mubvunzisise nezvenzira dzakare kuti gwara rakanaka nderipi mufambe naro muzviwanire zororo.” Asi ivo vakatoti, “Hatidi kufamba mariri.”

Pakurirana nevamwe
Jeremia 6 SCLBD