Johani 1:10-11
Johani 1:10-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akanga ari munyika, uye kunyange nyika yakaitwa kubudikidza naye, nyika haina kumuziva. Akauya kuna avo vakanga vari vake, asi vokwake havana kumugamuchira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 1Johani 1:10-11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akanga ari panyika, asi nyika haina kumuziva. Akauya kunezvake, asi vanhu vake havana kumugamuchira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 1Johani 1:10-11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
10 Iye akava pasi pano uye pasi pakasikwa nemaari asi pasi hapana kumuziva. Akauya kunyika yokwake vokwake havana kumugamuchira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 1