Johani 1:3-4
Johani 1:3-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvinhu zvose zvakaitwa kubudikidza naye; kunze kwake hakuna kana chinhu chakaitwa pane izvo zvakaitwa. Maari maiva noupenyu, uye upenyu ihwohwo hwaiva chiedza chavanhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 1Johani 1:3-4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvinhu zvose zvakaitwa naye; kunze kwake hakuna kuitwa kunyange chinhu chimwe chakaitwa. Upenyu hwaiva maari; upenyu hwaiva chiedza chavanhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 1Johani 1:3-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvinhu zvose zvakaitwa nemaari; hapana chisikwa chisina kusikwa naiye. Maari makanga muino upenyu; upenyu ihwohwo hwakanga huri chiedza chavanhu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 1