Johani 10:1
Johani 10:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvechokwadi chokwadi ndinoti kwamuri, “Asingapindi napamusuo pedanga rehwai asi achikwira napamwe munhu iyeyo imbavha negororo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 10Johani 10:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Ndinokuudzai chokwadi kuti munhu asingapindi mudanga ramakwai napamukova, asi anokwira kuti apinde naparutivi, imbavha uye igororo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 10Johani 10:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, “Asingapindi napamusuo mudanga ramakwai, asi anokwira napamwe, imbavha negororo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 10