Johani 10:10
Johani 10:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mbavha inongouya kuzoba nokuuraya nokuparadza; ini ndakauya kuti ave noupenyu, uye ave nohwakazara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 10Johani 10:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mbavha inongouya, kuti ibe nokuuraya nokuparadza. Ini ndakauya, kuti ave noupenyu, uye ave nohwakawanda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 10Johani 10:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mbavha inouya chete kuzoba, nokuzouraya nokuparadza, ini ndakauya kuti vanhu vawane upenyu, uye kuti vawane upenyu huzere.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 10