Johani 10:18
Johani 10:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hakuna munhu angahutora kwandiri, asi ndinohupa pachangu. Ndine simba rokuhurasa uye ndine simba rokuhutorazve. Uyu murayiro ndakaupiwa naBaba.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 10Johani 10:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Hakuna munhu anganditorera upenyu; asi ndinohurasha ndimene. Ndine simba rokuhurasha, uye ndine simba rokuhutorazve. Uyu murayiro ndakaupiwa nababa vangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 10Johani 10:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hapana anonditorera, kuhuparadza kwandinoita kutoda kwangu zvangu. Ndinesimba rokuhuparadza uye ndinesimba rokuti ndive noupenyu zvakare. Ndizvo zvandakaudzwa kuti ndiite nababa vangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 10