Johani 10:29-30
Johani 10:29-30 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Baba vangu vakadzipa kwandiri vakuru kupinda ani zvake uye hapana anogona kudzibvuta mumaoko aBaba. Ini naBaba tiri mumwechete.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 10Johani 10:29-30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Baba vangu, ivo vakaapa kwandiri, vakuru kuna vose; hakuna munhu angaabvuta muruoko rwaBaba vangu. Ini naBaba tiri vamwe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 10Johani 10:29-30 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvandakapiwa nababa vangu zvikuru kuna zvose; hakuna munhu ungaabvuta muruoko rwababa vangu. “Ini nababa tiri vamwe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 10