Johani 11:11
Johani 11:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akati ataura izvi, akaenderera mberi achiti kwavari, “Shamwari yedu Razaro avata; asi ndiri kuenda ikoko kunomumutsa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 11Johani 11:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndizvozvo zvaakareva, akazoti kwavari, “Razaro, hama yedu, avata; asi ndinoenda, kuti ndimumutse pahope.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 11Johani 11:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akataura izvi ndokubva ati, “Shamwari yedu Razaro yakotsira asi ndinoenda kundomumutsa muhope.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 11