Johani 11:25-26
Johani 11:25-26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati kwaari, “Ndini kumuka noupenyu. Uyo anotenda kwandiri achararama, kunyange dai akafa; uye ani naani anorarama uye anotenda mandiri haangatongofi. Unotenda here izvi?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 11Johani 11:25-26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akati kwaari, “Ndini kumuka noupenyu; anotenda kwandiri, kunyange akafa, achararama. “Mumwe nomumwe ari mupenyu, anotenda kwandiri, haangatongofi. Unotenda izvozvo here?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 11Johani 11:25-26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akati kwaari, “Ndini kumuka nouupenyu. Anotenda mandiri kunyange akafa achava mupenyu. Munhu anogara akabatana neni uye anotenda mandiri haazombofa. Unotenda here izvi?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 11