Johani 11:4
Johani 11:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu paakazvinzwa akati, “Kurwara uku hakupereri murufu, ndekwekuratidza mbiri yaMwari, kuti Mwanakomana waMwari arumbidzwe nako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 11Johani 11:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akati anzwa izvozvo, Jesu akati, “Kurwara uku hakumusvitsi kurufu. Kwete, kune chokuita nokukudzwa kwaMwari kuitira kuti Mwanakomana waMwari akudzwe kubudikidza naizvozvo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 11Johani 11:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akati azvinzwa, akati, “Kurwara uku hakusi kwokufa, asi kuti Mwari akudzwe, noMwanakomana waMwari akudzwewo nazvo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 11