Johani 14:13-14
Johani 14:13-14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye ndichaita zvose zvamunokumbira muzita rangu, kuitira kuti Mwanakomana avigire Baba kukudzwa. Kana mukakumbira chinhu chipi zvacho muzita rangu, ndichachiita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 14Johani 14:13-14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Chinhu chipi nechipi chamunokumbira muzita rangu, ndichachiita, kuti baba vakudzwe muMwanakomana. Kana muchikumbira chinhu kwandiri muzita rangu, ndichachiita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 14Johani 14:13-14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chiri chose chamunokumbira muzita rangu ndichachiita kuti Baba varumbidzwe muMwanakomana. Kana mukakumbira chii zvacho muzita rangu ini ndichachiita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 14