Johani 14:2
Johani 14:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mumba maBaba vangu mune nzvimbo zhinji dzokugara; dai zvaiva zvisizvo, ndingadai ndakuudzai. Ndiri kuenda ikoko kundokugadzirirai nzvimbo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 14Johani 14:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mumba mababa vangu mune nzvimbo zhinji dzokugara; dai kusaiva kudaro, ndingadai ndaikuudzai; nokuti ndinoenda kundokugadzirirai pokugara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 14Johani 14:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mumba maBaba vangu kune dzimba dzakawanda dai kwakanga kusina ndingadai ndakakuudzai. Ndiri kuendako kundokugadzirirai pokugara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 14