Johani 14:21
Johani 14:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ani naani ane mirayiro yangu uye anoiteerera, ndiye anondida iyeye. Uyo anondida achadikanwa naBaba vangu, neniwo ndichamuda uye ndichazviratidza kwaari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 14Johani 14:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Ane mirayiro yangu, akaichengeta, ndiye anondida; anondida achadikanwa nababa vangu; neni ndichamudawo, ndichazviratidza kwaari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 14Johani 14:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu ane mitemo yangu achiichengeta, ndiye munhu anondida; uyo anondida achadidawo naBaba vangu iniwo ndichazviratidza kwaari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 14